Makadi tete nedare.m a married lady aged 22.wn i got married - TopicsExpress



          

Makadi tete nedare.m a married lady aged 22.wn i got married huby chete ndiye aienda kubasa.pay yake ondirakidza onditi nyora list yegrocery n ndiye ainotenga.yasara ndiye aigara nayo achta zvanoda ndikada pad chairo ndaimudza ndiye ouya naro.if i say i wnt 2 go buy grocery aingoita maexcuses.nw m goin 2 wrk wn i get my pay ndomurakidza oitora n ònditi nyora list ye all expences ndomupa n h pays al e bills n does e shopng 4 e grocery.ndikada etym ndoiwana ndatombonyengerera.mapads ndiye anouya nawo.pane majackets andakatora akati pihwa mari tozovapa.$ andipa i syd wl pay 2ny 2gr neimwe $yebro cz akanga atorawo.ndakabva ndareceiver 4n cl zvikanzi mwana arwara.w cld zvikanzi amborara.huby akabva aenda kumba.l8r ndakabvisa $1 kutenga atym kty ndinzwe kty mwana arisei.ndasvika kumba i tld hm kty ndozvandaita ndikakumbira $1 rekudzosera.hama ndakatukwa kuda kutorohwa mbama.zvikanzi i wnt gve u e $.ndakatadza here.hw do u handl sch issues or ndobata$ yangu ndega ndozvitira
Posted on: Tue, 25 Jun 2013 14:21:33 +0000

Trending Topics



f="http://www.topicsexpress.com/Carson-told-the-Weekly-Standard-this-week-that-he’s-starting-topic-10152244030868821">Carson told the Weekly Standard this week that he’s “starting

Recently Viewed Topics




© 2015