Makadii henyu pano. Ndiri mudzimai and l am in my 40s. I am a - TopicsExpress



          

Makadii henyu pano. Ndiri mudzimai and l am in my 40s. I am a single mu and l am looking for a man ri kudawo kusettler down aine vakewo vana. Murume uyu anofanirwa kunge achishanda aine tunhu twakewo handidi kuchengeta murume kunge nda adopter another child. I would prefer vae vari ku USA, Canada, Europe, Australia kana South Africa. Vane godo usagodoke henyu coz ndiri abroad and you dont expect me kusarudza asingawane kana busfare yekuenda ku zim airport chete. I prefer varume vari over 40 handidi tuma Ben10. Tete Manyati vanadzo number dzangu saka vanondida tumirai tete photo yenyu, uye a small biograph about yourself and also nyika yauri. I will get all infor from tete saka tumirai ku group whatsapp iyi ndinopindura wandada. Oh by the way l can also consider vari HIV positive but viral load iri undetectable. Hedzo number tumirai ndisarudze wandoda. +263739442886
Posted on: Tue, 12 Aug 2014 16:12:58 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015