Makadii tete nyaya yangu yakamirawo so ndiri murume anemakore 29 - TopicsExpress



          

Makadii tete nyaya yangu yakamirawo so ndiri murume anemakore 29 mukadzi 24 tava ne4 yrs tiritose vana tine 2 mukadzi pandakamurora aive netundebvu tushoma saka aita achigera saka dzirikuita dzichiwanda zvekuti ndakutoita kakunyara kufamba naye asi mukadzi mukadzi wangu ndinomuda nekuti patakaroorana takavimbisana kuti tichaparadzaniswa nerufu saka kumuramba handidi saka vehama ndibatsireiwo hapanawo nzira yamunozivawo here yekubvisa ndebvu idzi dzisarambe dzichimera vamwe vanoti dai mashandisa hair removal zvino handizivi kuti hair removal haina ma after efects hr vehama hamuna hr nzira iri best to solve this kind of problem ndinotenda vachabatsira vanotuka god bless u pliz tete notify me when you post ndatenda
Posted on: Sun, 25 Jan 2015 10:14:19 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015