Makadini admin ndipostireiwo Me and my best friend tiri bhande - TopicsExpress



          

Makadini admin ndipostireiwo Me and my best friend tiri bhande nebhurugwa since childhood takasiyana pakuti iye ane everything murume vana basa imba company so what happened is iye akaenda out as usual kunotenga goods dzekucompany kwavo .Last week ndakasangana nehubby wake ane little sister yangu ndikati ndozovhunza muninina tasvika kumba akati tave ne9 months tichidanana .Madzimai instead of me getting angry and disapointed w my sista i felt so happy for her coz the man is a catch.Ndaishaya kuti machenero anoita kasisi kangu and hashaye mari anoiwanepi izvo ndiyo yaiva nyaya yacho.Saka last week ndakaona murume uya ndikati urikubhaudha sisi yqngu nefriend chirudzii haana kuramba akabva atanga kuti mukadzi anobuda zvinhu zvakawandisa zvecream zasi saka zvekurara takagumidzira kare nekuti ndoita kunge ndanyika muchigubhu chizere nederere asi arikuda kuroora kasisi kangu next year.Shamwari hangu ndoida zvekuti ukuwo ndodawo kuti kasister kave nekahupenyu kanodakadza plus akatobhaudhwa kare asi hana zvake nhumbu.Ndoita seiwo
Posted on: Tue, 19 Aug 2014 21:40:33 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015