Makadini tete nedare. Ndiri mukomana ane makore 25 ekuberekwa. - TopicsExpress



          

Makadini tete nedare. Ndiri mukomana ane makore 25 ekuberekwa. Ndine msikana ane 19yez wandinodanana naye wandave ne3months ndichidanana naye. Msikana uyu anoshnda paneimwe imba muraini medu. Hatisat tamborara zvedu tose asi iye anoti achiri mhandara. Chirikundinetsa ndechekuti ndakarota hope ka3 dzandaiona aine mwana mumaoko, pamwe pacho achiyamwisa mucheche nhasi ndarota futi akabereka kamwana kacheche kumusana. Hapana chandati ndamuudza zvangu nezvihope idzi asi zvinhu zviri kungondinetsa zvangu. Am not superstitious bt on ths one i start to worry. * Vedare, pane here angazive kana zvine chirevo. * Ndomuudzawo here nezvechiroto ichi? Ndatenda
Posted on: Wed, 06 Nov 2013 19:37:36 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015