Makorokoto wakura wasvitsa 20 years dei Mwari vakuitira nyasha - TopicsExpress



          

Makorokoto wakura wasvitsa 20 years dei Mwari vakuitira nyasha vakuchengeta. We glad to say that because we actualy do no the end of the way of our lives as we dont tell our livestock the day we slaught each of them. Mhuka dzirikurarama muungwaru hwedu nekui Mwari akapa simba kumunhu kuti arule chose chiripanyi, ndosaka munhu achiti munda wangu asi riri ivhu rakasikwa naMwari. (zvamunoti munda wangu pane akasikawo nyangwe foshoro yevhu zvayo?) hakuna chingakumira kuti munda wangu nekuti akasika wacho anoth ndezvako. Well thats our Awersome God, asi anonzi anonoka, ndeatumwa. As God created us for a purppose, if you die, he know you finished the purppose that he meant you for, (pasi idandaro) When we are saying makorokoto wakura, it means urikurarama munguva ndosaka tichiverengerana makose. Iye haakuri, kana ingadei Mwari rakanga ririjaya, nanhasi ringori jaya, Mwari waAbraham Jecob naIsaac ndiye Mwari wangu asingachemberi,there nothing like old model kuna Mwari. I stay closer to the Church, there are few congregants in that church but there is a dynamic huge Noise coming from that church. The speackers that DJ uses on Satardays is the ones that they exchange with Church. Jesu aishumaira nemuro, Vanhu undermines churches that doesnt have speackers, churches that spend the whole day under trees or under the burning sun, but i believe God wil be their for them to full fill how much he loves those people because they are humble. Kuridza maspeackers kuonererwa, God loves you natural voices. Munoshevedzera ani nemaspeackers kana Mwari achinzwa kazeve zeve nekuziva zvirimumoyo mako?
Posted on: Sun, 30 Jun 2013 10:51:52 +0000

Recently Viewed Topics




© 2015