Mangwanani ano ndinoda ugoverenga ndima iri pana( 1 John 4:4)kana - TopicsExpress



          

Mangwanani ano ndinoda ugoverenga ndima iri pana( 1 John 4:4)kana wawana nguva. Regai nditi muchidimbu hanzi Ari mauri mukuru kupfuura uyo ari panyika. Hanzi Jesu waunaye Mwari waunaye is GREATER than Satan. God is bigger than your financial situation,ur health condition,ur educational challenges ,ur marriage problems,ur enemies,ur job problems,watever challenges you r facing usambotye about it nekuti Jesus is BIGGER than ol o that. Handizivi hangu pamwe iwe hauzvitorisise mushe ,bva kana uchibvumirana nazvo aiwa Mwari vakuitire nyasha nekusingaperi Amen God is Greater nariini nariini.
Posted on: Tue, 14 Oct 2014 03:17:28 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015