Mark 5;25 And a certain woman, which had an issue of blood twelve - TopicsExpress



          

Mark 5;25 And a certain woman, which had an issue of blood twelve years, Mark 5;26 And had suffered many things of many physicians, and had spent all she had, and had nothing bettered but rather grew worse, This scripture is so touching to me, this woman only refered to as a certain woman had a name but she was now being refered to according to her condition. Aitovawo nezita but hatimbofa takariziva, pane masituation anobva a dominata life yako zvekuti situation yacho ndiyo inenge yotozivikanwa kupfuura iwe. Vanotokuziva seuya wekurambwa nemurume, ugozivikanwa seuya akadzingwa basa, vamwe vakati uya wekushaya mbereko, Rako rekuzvarwa naro harisisina basa ndiyo maitiro ayo nyika kukudaidza kuti uya wekufirwa nemukadzi, uya wekusaroorwa. Manje ndinofara naJesu wangu who is the same yesterday, today and forever iye achiri kuita minana kusvika nanhasi. Tarisa mudikani the bible says she had heard about Jesus, akatenda kuti zvino zvandasangana naye yangu yatonaka. Akanga apedza nanga dzose achitsvaga kupona, shoko roti pfuma yose ikapera asi it got worse. Ndinadzo hama dzakabatiswa zvisingatsanangurike nenanga nemaporofita enhema asi hapana chakashanduka, wakadyiswa zvinosemesa zvikanzi uchabata mimba asi chakabuda hapana. Pfuma yako yakapera mudikani kuri kutsvaga kupona asi zvakatonyanya kunetsa. Zvino ndauya nenyaya yakanaka kwauri mangwanani ano, huya nesituation yako kuna Jesus, hazvinei wagara makore mangani uri mairi. I do not care kuti kana nezita rako harichazivikanwa, ndinaye Jesu wangu anozvigona. All I need is to strectch your faith and touch my Jesus and you will be made whole. Nyika ichashamisika ichikuona wavakuita zvinobatika nezvinoonekwa, uchakuona uchiyamwisa mwana, igokuona uchichata, ngaizive kuti only Jesus healed your situation. Oh yes nanga dzakazvitadza wani dzikakubira mari, ndiJesu chete anozvigona, huya mudikani you shall surely testify in the mighty name of Jesus Christ You are an Overcomer
Posted on: Wed, 09 Apr 2014 05:29:20 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015