Match ratings by Baba Natasha Gani Mkandi Arikubata zvinomwisa - TopicsExpress



          

Match ratings by Baba Natasha Gani Mkandi Arikubata zvinomwisa mvura,Kubva zvaenda Chigova aramba akatichegetera gedhi..zuro akati yamura kakawanda 10/10 Moyo Mukomana uyu anogona mutambo wenhabvu anofanira benzi kuita zvinhu nekuchimbidzika uyu kuzana kurova bhora rinosvika pamunhu.anondifadza chose mudiki uyu nekuti akavimbwa na coach iyeo haarasisi coach 8/10 Magorimbo Uyu arikutambiswa nzvimbo isiyake.zvisinei arikukava zvine hunyanzi.kunyangee vamwe vanomuvenga vachiramba vachishora ndinoti simuka upenye Thomas 7/10 Temba Uyu anokava zvinodakadza chose anoita zvinhu nomoyo wake wose.anofanira benzi kuzama kuisa bhora pamunhu 9/10 Mbara Oga akapihwa mkana ndokuutambira nemaoko ose,arikuratidza hunyanzi hwake..kunyangwe vamwe vasingamuvimbi ini handisati ndaona akurovesa chikwata chedu..nyaya imwe inomudzosera shure igumbo raanoshandisa haagoni kushandisa rudyi zvinoita atendere nebhora 9/10 Alimenda Mukomana uyu adzikira chose,anovhara kwazvo ne kuhwina mabhora asi anozokavira mberi zvinotipa kugara tichimaka ndonoti stavo bhora pasi .Asi aiwaka pakumaka chikwaturo 7/10 Rusike Uyu anotamba bhora renjere anoda umwe anadzo anotamba achichimbidzika iye achiita zvinhu nemazvo anofanira bedzi kuzama kukava mugedi 8/10 Chitiyo Chitiyo anogona nhabvu asi dzimwe nguva anorasika nekusapira nenguva zvinomesera vana Ndlovu sure uko asi zvisinei anogona hake zuro haana kuita zvizhinji 6/10 Murape Legend vakaratidza zvinoitwa mu derby uye ndinovimba vamwe vechidiki varikukopawo basa..hazvidi kutsvanangura 8/10 Simba Mfana uyo adzoka mufomu yake .avakunyunya neku crosser zvinodakadza akawana chibodzwa achadarika apa ndinotenda simba 9/10 Mutuma 10/10 basa re striker kuisa mumambure zvimwe zvose kuitawo hake mumambure ndomunodiwa Mbimba Anoda rubatsiro azive kut akavingei kuno 4/10 Wasu Ewoooo uyu anotisvoresa mheni uye kusvodesa coach wedu anomupa mkana 3/10 Muroiwa 10/10 akapinda kunodza ref kuti bhora bvarapera good mfami Gani Muller
Posted on: Mon, 11 Aug 2014 12:06:51 +0000

Trending Topics



in-left:0px; min-height:30px;"> Dont let discouragement get the best of you. Take a deep breath
Cyber Monday DaDa Bedding YG1002K Mushy Ribbon Paisley 5-Piece
https://youtube/watch?v=b1XGPvbWn0A&feature=youtu.be People

Recently Viewed Topics




© 2015