Matthew 19:26 26 Jesus looked at them and said, “With man this - TopicsExpress



          

Matthew 19:26 26 Jesus looked at them and said, “With man this is impossible, but with God all things are possible.” Mangwanani ano ndinoda kutaura nemunhu aripa nguva yakaoma uyo apererwa kunge munhu asvika parwizi rwakazara ave kufunga kudzokera kumba uyo ari kuti rwendo rwakona. Jesu vosvika ipapo wakapeerwa voti ivo WITH MAN THIS IS IMPOSSIBLE BUT WITH GOD ALL THINGS ARE POSSIBLE. Chokwadi varikuti ne Form 4 yako ungawana basa iwe vane ma degree varipo varikushamisika kuti iwe mwanasikana akakurira kumusha ungtochata WHITE WEDDING vachishamisika kuti iwe wakakura uchifudza mombe nhasi uno ungafamba nemotikari . Yes in the eyes of Ordinary People its IMPOSSIBLE But for those who live in the EXTRA ORDINARY ITS POSSIBLE. Mudikani mangwanani ano mudikani ngatizive chinhu ichi MANS IPMOSSIBILITIES ARE GOD S POSSIBILITIES . Nyika yese ichiti hazviiiti Jehovha vachiti zvako zvinoita . Just believe its possible na Jesu zvinoita na Jesu tinosvika kure mudikani
Posted on: Thu, 02 Oct 2014 03:00:00 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015