May God remember you before the end of this year.. Denga - TopicsExpress



          

May God remember you before the end of this year.. Denga ngarikurangarire . Manheru ano i come against every demon rinouya kuhope dzako, mweya yemaspiritual husbands haina simba pamusoro pehupenyu hwako...... Mweya unokonzera kuti chese chawabata chife hauna simba pamusoro pehupenyu hwako... You are unstopable, you are a victor, chauchabata chese chichendeka.... Manheru ano i decree and declair a miracle week week.... Gore rino ririkuzopera wava pane imwe level, gore rino zviri kuzokufambira... Hausi kuzoramba wakadaro iwewe..... Vaikuseka vachauya kuzokupururudzira... Vaiti hauroorwe vachapinda busy kumhanya mhanya kuronga muchato wako.... Hama yangu hausi muswe iwewe, hausi mukwereti iwewe, Najehova unoenda kure ... Situati yako ngazivikanwe naJehova, ukaudza vanhu mangwana vanokuseka, ukaudza shamwari mangwana dzinokufumura but chii chakunetsa hama yangu... Udza Jehovaa.... Ndiye chete anozvigona zvehupenyu hwako.... I speak restoration to everything that was stolen by the devil.. Mariage yako ngaidzoserwe, mufaro wako ngaudzoserwe... The devil is a liar... Satani murevi wenhema.. Hapana negative word rakataurwa pamusoro pako richabudirira... Hapana chichagona kumisa hurongwa hwaMwari pamusoro pehupenyu hwako.... Uchachibata chete in Jesus name... Manheru ano tendera mhepo yamweya mutsvene isangane newe urikwauri ikoko, mumba mako kubasa kwako ndakutaura simba raMweya mutsvene ryt now in Jesus name... As i speak pane varikurapwa moyo yakaputsika, pane vane makumbo anorwadza varikutorapwa izvezvi..... Varume vanga vakatorwa nepfambi vakutotanga kusemeswa nemasmall house avo ....... Your husband is coming back in Jesus name..... Shamwari dai uri umwe watotanga kurumbidza Mwari izvezvi , denga rine zvaririkutita so.... Its not a mistake that you are reading this page. Komborerwa iwe, favour yedenga ngaive pamusoro pako in Jesus name.
Posted on: Thu, 07 Nov 2013 17:36:19 +0000

Trending Topics



ss="sttext" style="margin-left:0px; min-height:30px;"> How to Win your Wifes Love...? How you can keep up your wifes

Recently Viewed Topics




© 2015