Mazuva matanhatu(six) vachitenderera masvingo eJericho asi pasina - TopicsExpress



          

Mazuva matanhatu(six) vachitenderera masvingo eJericho asi pasina chabuda (Joshua 6). I am sure vaivaona vaingoti aaah Joshua nevana veIsrael vake ava mukati vakakwana ivava... vari kungotenderera guta apa every gate into the city is shut... kunoita kunge kupengaka ukaramba uchitenderera pane door rakavharwa for six days... Mwari vari kuti ndakupai nyika iyi iwe Joshua nemhomho yese yauinayo iyi... asi magedhi ese anopinda muJericho they are tightly shut... ko Joshua uri right here unotenderedza vanhu panhu pakavharwa... but Joshua had only one reply THE LORD SAID I MUST DO IT AND I AM JUST OBEYING HIS VOICE Ndasvika pandave kunzwisisa kuti chinongodiwa chete kufamba nekunzwa Mwari before any degree, before any boy/girl friend, before starting the business, before doing anything... Kana Mwari vataura iwe ita zvavataura... unoziva vana veIsrael vaitenderera kudaro apa all the gates were closed. Mwari pane pamwe pekuti vanokupa a word risingaenderane nesituation... Wane makore 40 usati waroorwa asi ndopaunonzwa Mwari vachiti iro gore rino unochata... the truth is that situation yako, age yako nemukana wekuroorwa panyama zvapesana asi naMwari its your time... it will seem like the door to marriage has been closed... Asi ukaramba wakashinga uchinamata chete sekutenderera kwaiita vana veIsrael pamasvingo eJericho I can assure you kuti your seventh day will come... nokuti on the seventh day masvingo eJericho akazodonha akati aaahhh tazvitadza isu izvi... ANODONHA CHETE MASVINGO EJERICHO AYO MUHUPENYU HWAKO.. chiona manje, pane magedhi ainge agara aripo anopinda muguta iri asi pakadonha masvingo vana veIsrael managed to enter Jericho from any point zvisisinei nemagedhi nokuti ainge adonha... ukateerera Mwari, ukafamba navo saJoshua nevana veIsrael, God will open doors in your life from every area... you will access things that were only a dream to you.. unofamba muminana... the secret is in walking with God and obeying His word even nyika iine mamwe maonero.. I PRAY THAT YOUR SEVENTH DAY WILL COME BEFORE THIS YEAR ENDS... I COMMAND EVERY WALL OF JERICHO IN YOUR LIFE THATS STOPPING YOU FROM ACCESSING YOUR BLESSINGS TO COME DOWN TODAY IN JESUS NAME... NO WEAPON FASHIONED AGAINST YOU SHALL PROSPER... YOU WILL NOT LIVE IN LACK AND INSUFFICIENCY... THE LORD WILL REMEMBER YOU LIKE MORDECAI... THE DEVIL IS A LIAR... ITS YOUR SEASON.. ITS YOUR TIME..
Posted on: Mon, 29 Sep 2014 05:27:03 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015