Mharidzo Title: Zvaita Worse (Part 2) Scripture reading: Luke - TopicsExpress



          

Mharidzo Title: Zvaita Worse (Part 2) Scripture reading: Luke 8:41-56 Jairus haana kungogara kumba kuti regai ndingogara zvangu, kana mwana akafa ndizvozvo, kana akaita better ndizvozvo, but he sought help. Rega kungogara uri musituation yako iyi but simuka utsvage Jesu, simuka unamate. Usade kuTensera problem seMwana weChikoro anoda kuzvishingisa kana achirohwa naTeacher but deep inside achirwadziwa. Don’t try to play Robocop, kuzviita munhu weSimbi anoda kuita as if asingakuvare kana kurwadziwa. arise and seek for Jesus. Rega kungogara uri munhu anochema but huya kuna Jesu umupire nyaya dzako. Do something about your issue, huya nayo kunaJesu. Jesu achikumbirwa kuti arape mwana haana kuramba, no, haarambe nekuti ndiye akavimbisa pana John 14;14 kuti if you ask anything in my name I will do it, hepano Jairus has asked Jesus and He is accepted to help him. Udza Jesu nyaya dzako He is able to do exceeding abundantly above all that we ask or think, according to the power that works in us, (Ephesians 3:20) They started the journey vakananga kumba kwaJairus, munhu awana Jesu uyu but mwana haasati apora, its very possible kuti unogona kuwana Jesu mugofamba mese like what happened to Jairus but situation yako igoramba iri the same. Jairus aifamba naJesu and chichemo chake chaizivikanwa naiye Jesu wacho kuti mwana arikurwara, but guess what the child remained sick. Hutano hwemwana hauna kuita nani nekuti awana Jesu. Ndiyo problem ine vazhinji, anoda kuti kana awana Jesu ipapo ipapo life yake inofanira kubva yachinja, musi waagamuchira Jesu anoda kubva awana basa, anoda kubva adiwa nemusikana arikumuramba, anoda kubva awana imba yekugara, anoda kubva ati chirwere chake chipore there and there, anoda kuti maProblem ake ese apere ese that very hour. Hongu Jesu anogona kuzviita izvozvo but not all the times, pamwe pacho Jesu anoda kumbofamba newe before he corrects zviri kunetsa, anoda kumbofamba newe achikudzidzisa shoko, anoda kumbofamba newe in order to develop your patience This is a trying time, nguva yekuti urikufamba naMwari but life irikuramba yakaoma, hurwere hauzi kupera hurovha hauzi kupera, zvikwereti hazvisi kupera, the situation is remaining the same just like before you had found Christ. Ipapa apa satan ndipo paanogona kuzevezera munzeve dzako kuti nhai bamnini madii kusiya zvaJesu wenyu izvi madii kusiya zvekunamata izvi, madii kusiya chiChristu, hamuzi kuona here kuti hapana zvazviri kubatsira. You can even get people who will discourage you kuti mfana zvekunamata takaizviita kare izvi siyana nazvo unofa nenhamo, since watanga kufamba naJesu hona hapana chachinja. But do not listen to such people, do not listen to the advice of the devil anoda kuti usiye Jesu, apa panotoda kuramba wakashinga because it is only a matter of time Jesu achagadzirisa nyaya dzako. Vari pakati peJourney ipapo ndipo panobva paauyawo mukadzi wekubuda ropa kwakubata mupendero wenguwo yaJesu. Programme yekuenda kumba kwaJairus yava kutombo delayiwa, Jesu kwakumira and asking kuti nhai andibata ndiyani. Apa kana uri Jairus unenge wava worried manje kuti nhai tinosvika nguvai kumba uko kana Jesu wacho achiwanza maBus stop. You can get worried about zvimwe zvinhu zvinoita kunge zviri kuDelayer mhinduro yako kubva kuna Mwari. Apa kana ndirini Jairus ndinenge ndava worried kuti nezvandasiya mwana akaita kumba uko if we delay any more, shuwa tinowa mwana afa. Unenge wava worried kuti situation inoita worse iyi kana tikaita zvekunonoka, but you just have to relax nekuti even if mwana akafa, Jesu wacho ane simba rekumumutsa. Hazvina mhosva situation yauri ingaite as if ikanonokerwa it will get worse but ziva kuti Jesus is the resurrection and life, He is able to resurrect whatever it is chanetsa. Mukadzi wekuda ropa akabata Jesu and iye Jesu akati ndanzwa kuti simba rangu rabuda, haaana kuti simba rangu rapera but ati simba rangu rabuda, there is a difference between the 2. Dai simba raJesu rakapera haazokwanisa kuenderera mberi kumba kwaJairus, aienda kunoita sei iro simba rapedzwa nemukadzi wekubuda ropa. Don’t get worried, simba raMwari haripere. That’s why uchiona kuti Jesu pamuchinjikwa akati it is finished, haana kuti I am finished, akati zvapera, haana kuti ndapera, simba rake hariperi, he is the same yesterday, today and and forever Kana uri Jairus zvinogona kukurwadza kuti nhai sei Jesu atanga kuporesa nyaya yemukadzi uyu but yangu yekurwara kwemwana haisati yagadziriswa. Ukaona uchiita pfungwa dzekuda kuzviCompeya nevamwe vanhu you are in great danger yekusiya kunamata, because unotarisa kuti nhingi uyo akatendeuka 3 weeks ago but life yake yatochinja but ini ndava ne5 years but zvinhu hazvizi kusanduka. The devil will use that against you kuti mainini, siya zvekunamata izvi hazvina fairness. And once wasiya Jesu wacho wairasa nekuti hakuna angagone kukubatsira kana Mwari vakasakubatsira. Don’t compare yourself nevamwe vatendi, haizi competition iyi. Ecclesiastes 9:11 Again I saw under the sun that the race is not to the swift, or the battle to the strong, or bread to the wise, or riches to the discerning, or favor to the skillful; rather, TIME AND CHANCE HAPPEN TO ALL OF THEM. Time and chance happen to us all, ichasvika nguva yako don’t worry. To be continued
Posted on: Tue, 21 Oct 2014 13:00:00 +0000

Trending Topics



Lucious Womens COVERGIRL-601 6 Platform Mule Want to find
Oct 25. Can hardly wait. Robert Duvall. Delicious outstanding
media-world-leipzig.de/leipzig/ Mit Mama beweist sich Regisseur
Electromagnetic Fields and Leakage of the Blood Brain Barrier: Dr.

Recently Viewed Topics




© 2015