Muka tinamate mutendi. Muka tinamate mwana - TopicsExpress



          

Muka tinamate mutendi. Muka tinamate mwana waMwari. Kurara hakuna ndima mutendi mukatinamate. Rega kunakirwa nehope zvakanaka mukati tinamate pamwechete. Mweya wehurombe ngahudzokere kwawakabva nezita ramambo Jesoo Mwya wezvikwambo unokutadzisa. Kuita zvinhu zvinoonekera mukurarama kwako ngaudzokere kwavaridzi wavo nezita ramambo Jesoo werugare. Mangwanani ano ndinotaura moto wega wega wemweya mutsvene pamusoro pehupenyu hwako nezita raJesooo. Zvose zvakadyarwa nemuvengi ndinozvituka nekuzviraira mangwanani ano nezita ramambo Jesooo. Back to the sender in the might name of Jesus. Lets all declare a war ryt now to the devil. Fire! Fire! Fire! Holy ghost search I rebuke any negative which have been said about your ~life ~marriage ~job ~relationship ~health ~business In the name of our Father Lord Jesus. Satan nedare rake vakanyangira yaona mangwanani ano ndinotaura moto unopisa. Zvose zvisakarurama zvakadywarwa muhupenyu hwako I command it to go back to the SENDER in the name of Jesus. Vakakusiya uchiroorwa asi ivo mufaro ndewavo. Kuita mumba mekuti unogara uchirohwa kuitwa se punching bag NO! Go back to the SENDER in the name of Jesus. Vakakusiya uchishanda but ivo ndivo vashandisa mari NO! Go back to the SENDER in the might name of Jesus. Paakabata pakakwana satan nema agents ake nezita raJesoo. Mangwanani ani ndinotuka nekuaira anythng that have been planted into ur life nezita raJesooo. Zvose zviri kuita kut hupenyu hwako husafambe mangwanani ano ndinodana zita rechikuriri nezita raJesooo. Zvako zvose zvakamira pakurarama kwako ndinotaura shanduko kubva zvino nezita ramambo Jesooo. The devil is always a liar. Kana wakasvunura panguva dzino ndoda kuti utaure kuti; Satan uri murevi wenhema Kana hope dzakabata just LIKE Mwari vachingokuitira zvakanaka
Posted on: Sat, 04 Oct 2014 22:16:59 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015