Mukadzi nemurume vakanga vakatandara havo vachiona BBC - TopicsExpress



          

Mukadzi nemurume vakanga vakatandara havo vachiona BBC Life.Mukadzi akabvunza murume wake;"Saka ndikafa unoroora mumwe mukadzi here?"Murume akati;"hongu nokuti unenge usisipo saka handingaone BBC Life ndega".Mukadzi akati;"saka munenge muchitogara pamasofa angu aya".Murume akati;"masofa anege asisiri ako nekuti unenge wafa".Mukadzi akati;"saka anenge achitobikira pa4 plate stove yangu".Murume akati;"saka unenge uchida kuti abikire payi iye anenge achigara pano".Mukadzi ndokumbonyarara ndokuzoti;"saka uchamupa hembe dzangu dzese dzirimuwardrobe".Murume akati kwete.Mukadzi ndokuti ;"kana uchimupa zvimwe zvese,sei urikundinyepera kuti haumupe hembe dzangu".Murume akambofunga ndokuzoti;"haakwane nekuti anopfeka size 32"
Posted on: Fri, 16 Aug 2013 15:14:03 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015