Mukomana we chidiki uyu haana kumira mushe ndikureva Jah child - TopicsExpress



          

Mukomana we chidiki uyu haana kumira mushe ndikureva Jah child akamira mira nezuro ramba wakadaro,Ricky fire aibvira moto nezuro kuzoti mukoma wake Dadza D akaratidza kuti igamba ndisingakaganise Chibaba ne chi mhama yakanga iri conquring,Seh calaz iiva akatsamwa ne zuro yakanga iri check check mbare ichitora mukombe munyuna Kinnah achigadzwa humambo,Tocky vibes haana kubatika zvisinei confused na plutinum prince vakatemwa ne ma vachdzingwa pa stage mmmm kuuya kwa Winky D zvanga zvaipa ipapo handichataura nekuti ground rese rakanga yangova kamannnnn kamannnn murume uyu arambira pachigaro sezita rake igweeeee,ground rakanga rakazara kusvika 10 000 vanhu,chakanga chakuda kubhohwa ndi makandiwa akauya nevanhu vake vakuda kutsvaira asi ground rakanga ingori kamannnn kamannnnn.. Vakomana veku mbare haiwa vakaratidza kuti magamba vakange vasingade loose vaida win asi mukoma wavo Winky akava ratidza kuti igamba...
Posted on: Sun, 31 Aug 2014 11:30:35 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015