Mumwe anoti handiende paFacebook kana paWhatsapp nekuti - TopicsExpress



          

Mumwe anoti handiende paFacebook kana paWhatsapp nekuti panoitwa zvechipfambi. Thats his opinion but inzwa unzwe, whatsapp or facebook yakafanana neScrew driver, its up to you kushandisa screw driver kugadzirisa maElectrical gadgets or kuishandisa seWeapon uchiita humbavha. Screw driver haizi problem but character yako paScrew driver ndiyo ine nyaya. Whatsapp/facebook haizi problem but character yako kana wava ipapo. Kune mumwe munhu anoita chipfambi but fone yake haina zvese zvana Internet, then pozoita mumwe ane phone ine internet but haana kana 1 day raakaita chipfambi. So nyaya haizi paWhatsapp but its about how you are using it, inga wani tiripo paFacebook and vhangeri ririkufamba vanhu vachitendeuka. Mumwe anotuka TV achiti yakaipa, but mumwe anoshandisa TV to watch maSermons kana kuterera gospel music. So nyaya haizi paGadget but its all about how you are using it. Itawo zvakanaka neTechnology yauinawo, use it to build others and share the gospel. PaWhatsapp pako gadzirawo group reMharidzo and add your friends to it, hazvina mhosva kana pakangoita vanhu 5 paGroup iroro. maPages eShoko azere paFacebook, haungashaye zvimwe zvaunopota uchiCoper and paste it muGroup mako, Bible unaro, Mweya Mutsvene unaye, Jesu unaye, Mwari unavo, shuwa haungashaye maShoko anobatsirawo vamwe muGroup iroro. Even here on facebook, kungobaya button rakanzi share pane post yeShoko inenge yaitwa nemumwe munhu or another page, it helps, zvinogona kutobatsira mumwe munhu kuti atendeuke, munhu anga achida kuCommitter suicide anotogona kusiya mushonga waakanga atenga, a person who was about to give up can be strengthened neShoko iroro. I have seen it happening, vanhu vazhinji vakabatsirana neShoko paFacebook and paWhatsapp, give it a try uone kubata kwaMwari
Posted on: Fri, 08 Nov 2013 09:27:31 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015