Mumwe boss aishandira musix floor,mushandi wake aishanda - TopicsExpress



          

Mumwe boss aishandira musix floor,mushandi wake aishanda paground floor. Boss aida kudeedza mushandi wake bt aiziva kuti munhu aigara ari busy. Akafunga zano rekudrawer attention yemshandi. Akakanda $20 nepawindow,mushandi akangonhonga mari haana kumbotarisa kuti yabvepi. Boss akakanda futi imwe 20,mushandi ndokunhonga haana kutarisa kuti yabvepi. Boss vakatora kadombo ndokukanda mumusoro memushandi,ndipo paakazotarisa kuti dombo rabvepi. Ndozvakaita vamwe vanhu. Mwari achivapa mablessings they dont care kuti abvepi. But pavanosangana nezvakaipa ndipo pavenotsvaga kuti zvabvepi.
Posted on: Thu, 17 Jul 2014 04:23:44 +0000

Trending Topics



>
HOLA! RECIÉN HOY TENEMOS UN TIEMPITO PARA PODER AGRADECER A TODOS
Anytime real love manifests itself in two people, Peppercorn
Montrail Mens Lithia Slide Sandal CHECK YOUR PRICE! >>
Its strange how one little thing can make things that more

Recently Viewed Topics




© 2015