Muri kuona dzimba kumira kudai vazhinji vanorara misodzi iri - TopicsExpress



          

Muri kuona dzimba kumira kudai vazhinji vanorara misodzi iri pamatama, murume anouya kwaedza apa mari apedza nekunwa doro uye kupa masmall house asi mumba make musina kana sauti zvayo... ukuwo mumwe mukadzi ari kushusha murume zvekuti murume ave kutorara mulounge room... vamwe munovaona mutown umu vachitengerana machicken inn nechii chii mukatotiwo yes vari kuwirirana but unozonzwa kuti aaaahhh Jockoniah naGeorgina hazvichaonani.., vanhu vagoti mati ani? Ehe vakasiyana.... Vamwe ndivo vanoti mukomana anokutora kuenda kulunch kuhotera inodhura ugofunga kuti nhaka Mwari vandirangarira, asi paanenge oda zvino mukomana kuchitaura nyaya yake kuti ndinoku.... asati apedza unonzwa fone yako yave kurira... kudoti ndiani ko, zvonzi Georgina mhanya kumba mai varwara kasika... kuipa kwazvo manje Jockoniah haazombofoni futi... inotofa yakadaro... Masituations andataura aya kazhinji kacho hauna chaunenge watadza asi pane chinobata marriage yako or relationship yako... zvizhinji zvacho mweya yetsvina inoda kuparadza mamarriages nemarelationship evana vevanhu... Asi nhasi ndauya ndiine hasha nasatan uyu ari kubata nekuparadza mamarriages uye marelationships evana vevanhu... satan anotofanirwa kuti aregedze muzuva ranhasi... Ngaasiyane newe... I declare neshoko raMwari Isaiah 54:17 - Hakuna chiri kuzogadzirwa nemuvengi chichakuwira... YOUR MARRIAGE WILL NOT BREAK DOWN IN JESUS NAME... YOUR RELATIONSHIP WILL SURVIVE IN JESUS NAME... Mweya yekumusha kwenyu yekurambwa kana kuita mweya wechihure or mweya webarika ngaukuregedze RIGHT NOW IN JESUS NAME!! I DECLARE AND I DECREE THAT THERE WILL BE PEACE IN YOUR HOME & IN YOUR RELATIONSHIP IN JESUS NAME!!. can somebody type Amen!!..
Posted on: Thu, 06 Nov 2014 13:40:47 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015