Musicians are living in fear after A prominent Prophet prophesised - TopicsExpress



          

Musicians are living in fear after A prominent Prophet prophesised kuti pane 2ma musicians achafa this year. But i dont think its me,bcoz ndakasimba sterek,i also watch what i eat,although i dont eat in front of a mirroe,i even stopped eating natural foods after hearing kuti a lot of people die of natural causes,but i suspect a number of vamwe vangu 1:PABLO NAKAPPA: Nhai iwe surname yako inorevei?,i heard kuti inoreva imbwa yakaora,saka pamwe ndiwe 2:FRIDAY MBIRIMI It might be you futi mdara,hanzi makaitwa knee surgery paruoko last week,manje knee surgery is supposed to be done pamakumbo chete,pa knee 3:TENDAI MANATSA I heard kuti urikuramba uchingoreba ne rebiosis chirwere chako chekureba,saka chingangokutora 4:TREVOR DONGO Dongo zvinoreva musha usina vanhu ,saka maybe vanenge vaenda kunhamo kwako 5:JACOB MOYANA Anonyanya kunyadzisira blaz uyu,ohwanda nekupfuma kweShona ,akafa ndoo zvinenge zvamuuraisa 6:MZIMBA kudenha kudenha kudenha kani mfana iyeye,achadenha vanoroya vakamuroya akafa kuti fii Kuti pane asara?
Posted on: Sat, 03 May 2014 14:29:43 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015