Mwana ane 2yrs akati daddy ndirikuda chingwa, mdara wake anomupa - TopicsExpress



          

Mwana ane 2yrs akati daddy ndirikuda chingwa, mdara wake anomupa 1 slice achitoziva kuti haaipedzi, but shamwari yako ikati ndirikuda chingwa unomupa loaf coz anogona kuridya rese, same request but different results, nyaya iripacapacity rematumbu yetwo ava. Nyaya yangu iripakuti Mwari anokupa zvinoenderana newe, izvozvi unesmall house nebhasikoro asi urikunamatira mota thts why munamato wako uchidairwa nekuwedzerwa tube yebhasikoro not mota coz mwari knows kuti kana uchiita small house nebhasikoro, tikakupa mota unonyenga komboni yese. Mhinduro yamwari is based by the capacity to handle the blessings, umwe idofo coz mwari anoziva kuti akapasa mhaihwe even maticha anotongenga, urikunamatira muchato but unevakomana seven, TIKWANIRE IWE. Build capacity to receive bigger blessings from God, Nekuti takuda kuti ukanamatira chinhu unopihwa an overflow, Halleluya!!
Posted on: Sun, 03 Aug 2014 05:03:57 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015