Mwari baba ndinouya pamberi pechigaro chenyu mangwanani ano - TopicsExpress



          

Mwari baba ndinouya pamberi pechigaro chenyu mangwanani ano ndichikunamatai nekukupai mbiri. Mangwanani ano ndinonata nekuda kwehupenyu hweumwe munhu pano. Ndinonamata kuti wose ane mweya yemunyama yekuti kupinda basa nhasi mangwana rapera. Ndinotuka nekuraira mweya iwowo nezita neropa ramambo Jesu werugare. Mangwanani ano ndinonamata nekuda kwaani nani ari pano ane mweya wekuti mu relationship yaapinda haina kwainosvika. Ndinotuka nekuraira mweya wechimbuya/chisekuru chiri pauri nezita neropa ramambo Jesu werugare. Mangwanani ano I am DECLARING A WAR RIGHT NOW TO WHOEVER IS TAKING YOUR MONEY. NDORAMBA MWEYA WEKUFA NEKUSHANDA ASI MARI YAKO PASINA CHAINOSHANDA. NDINOTUKA NEKURAIRA ANI NANI ANECHEKUITA NEKUSASHANDA KWEMARI YAKO NEZITA NEROPA RAMAMBO JESU WERUGARE. MANGWANANI ANO I REBUKE ANY NEGATIVE WORDS WHICH HAVE BEEN SAID ABOUT YOUR LIFE IN THE MIGHTY NAME OF JESUS. NDINONAMATA KUTI ANI NANI ARI KUKURONGERA HORROR NGAZVISHAYA BASA KUBVA ZVINO NEZITA RAJESUUUUUUU. ZVOSE ZVAKAIPA ZVAVARI KUKURONGERA MUKATI MEHUPENYU HWAKO NDINOZVITUKA NEKUZVISHAISA SIMBA MANGWANANI ANO NEZITA NEROPA RAMAMBO JESU WERUGARE!!! AMEN!! DAIRA AMEN KUNA JESU MUKUNDI
Posted on: Sat, 03 Jan 2015 06:09:09 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015