Mwari wedzerai makomborero vavengi vangu vasvotwe . . Ndodya - TopicsExpress



          

Mwari wedzerai makomborero vavengi vangu vasvotwe . . Ndodya Tafura vavengi vangu varipo ingandiiiiko ini haaaaaa Jesu anoita zvidhafu . . . After some days Y me God y Me god life is not fair . . Mwari pindirai . . Ppl are taking advantage of this of wat I am . Let me say to you today dont blame God with the poor decisions u made mutendi rega nditange ini nditi ndimi mega munoona semakangwara makazendama panjere dzenyu kwete Kristu manje dzinogumirwa hama yangu pane usungwa hwatiinahwo muupenyu zuva nezuva asi iwee rega nditi dont rush the victory maaaaan iweeeeeee Gods time is alwayz gud . Pauro na Silaz vasungwa pakubvisa musikana aiuka mweya yetsvina vakamunenera maan vakavarova vakavaisa mu tirongo vavarova vavakuvadza kudambura hembe rega ndirege kuinda kure ndiende panoti dont rush the victory iweeee vakawanda hama yangu vanomhanyira kuhwina ivo havadi kubuda ziya vanotarisira kusunungurwa vakangopeta maoko . Padengenyeka pasi misuwo yejere yazaruka iweeee uye murindi anoda kuzviuraya zvino dai akaita sewe Pauro aidaidzira here kuti usazviuraya hako nekuti takakwana tirimo tose maona here vakomana pakuti musuwo wazaruka hama instead yekuti pauro arege azviuraye kuwedzera hu freeee hwavo anodzivisa murindi kuti kwete usazviuraya iweee kuti dai akarega zvazviuraya vanyatsotiza zvakanaka asi haisi nyaya yekutiza nekuti simba rewedenga rinofana kuonekwa nekuda kwehusingwa hwavo maaan uye kuonekwa nekuda kwekutambudzika kwako mutendi . Manje iwe nhasi mutendi waona iwe sekuti wakurisa iweeeee Jimmy waurikudanana naye is putting a profile pic pa app yeimwe girfriend iwe kwete kutenda Mwari kuti ataridza zvaari munhu uyu unotizira amai vangu hanzi ndoda kukaurisa vasikana vake ivavo vakawanda maona here kuti u rushed the victory which is not Godly makarambana mazuva maviri apera na John after some couples of engagement imi maakumhanyira victory isina uMwari maaakutonyengwa paroad nekuroorwa hanzi ndoda kumukaurisa iwee mwanangu rega nditi wazvipinza mukuchema ndava mamhanyira uye kukaurisa maaaaaaaaaaan . . Tinayo ya Pauro murindi anoona shuwa kuti vakakwana anobvunza kuti ndingaita seiko kuti ndipone anovatora oenda navo kumba nhayi mangwana manje shoko rezvarara zvichiitika usiku rinosvika iwee mutendi vakavasunga vanonyora tsamba kuti itiii vasunungurei aaaaaah iwe Pauro anoti thats not fair vakatisunga nekutiranga pachena on public saka ngavatibudise pachena vanhu vachiona kwete muchihwande . . Nhasi iwe urikuti muvengi imagine wat Paul and silaz go thrue vangadaidza vanhu ava kutiiiii iwe unotadza kumhoresa muvakidzani wako nekuda kwembudzi yadya murivo nyaya iripo nhasi haisi ye jere pane nyaya yekuti akaipa atendeuka nekuda kwekukunda kwako mutendi kana ukakunda usungwa hwekusarooorwa iwe kana kuroora vachaonawo kunaka kwa Kristu nekuda kwemubato wako kwete nekunzwsisa svoto vane ma pics ayea anodaro nhasi hope u wil delete them nekuti zvanoreva hazvisi izvo kunonzi ndichagadzika tafura pamberi pevadzivis kwete kudya tafura vavengi varipo hanzi tidiniko navo vanotivenga hanzi Mwari anovaisa mumaoko enyu kwete kuti muvavuraye asi kuti muvaraire sekurairwa na Kristu wapiwa a task iwe kuti varairei kana mavaraira vazivewo denga manje vanogotendeuka seiko iwe uchivasvotesa hama vadiwa dont rush the victory ari iwe Pauro akarega murume azviuraya kuti anyatso kuva freeeeeeeeeeeeeeeee . . Munoda kusunungurwa 1st kuti mumunamate usamirira kubuda mujere rekushaya mbereko kuti umunamate iweee mujere toziva mune nziyo dzekoooo asi Pauro na silas vanoimba dzerumbidzo I think cell boss akatomboti munonyanyadza maan imi pano pachikurubhi muchanyarrara nemaronda avo iwwo vairumbidza vaidana hama dzangu saka iwe muurwere mukushaya mbereko , mukushaya mukadzi , mukushaya murume imba dzerumbidzi mujere iroro masuwo azaruke anotadza kuzaruka ndava iwe u rush into victory wamanikidza kuhwina iweeee maaaan wazviisa pabarika nekuda kwekuti unzi waroorwa wabuda mujere rekusaroorwa God time is olwayz Gud . . Itirwai nyasha sezuva re sunday soooo hama dzangu . . Stay blessed
Posted on: Sun, 14 Dec 2014 09:08:11 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015