NDIRI MUKADZI ane vana 3 . Pandainge ndakatakura nhumbu yemwana - TopicsExpress



          

NDIRI MUKADZI ane vana 3 . Pandainge ndakatakura nhumbu yemwana wechi3 ndatova ne 9 months and 1 week . Ndakati ndakagara zvangu ndichiona tv ndakangonzwa kurwadziwa mudumbu sendabaiwa nebanga. Ndakangowira pasi ndichinzwa kurwadzirwa. Ipapo mwana wangu mukuru akangobuda ndokudaidza manext door edu. Vakasvika ndokubva ndamhanyiswa kuhospital. ndasvika kuhospital Doctor diagnosed me a severe toximia and BP was too high. Muongororo dzavo my liver and kidney were shutting down. Madoctor were sure that i was going to die saka vakabva vandiita operation ndokubva vabvisa mwana mudumbu. Akabuda zvake ari mutano asi ini ndainge ndatarisana nerufu. ndakaita 2 days pasina kana any change. Madoctor vaiedza kurwisana neliver and kidney nekuti ndainge ndaita a complete liver failure. Chandai kwanisa kuit kurara pabed ndichingonamata mumoyo nekurwadzirwa. Ndakaita mazuva akawanda ndiri padialysis machine. Hama neshamwari nevamwe vekuchechi vaiuya vachinamata kuti ndirarame. Wese ainamata waingonzwa mashoko ekudzinga rufu chete nekuti zvainge zvisina kumira mushe. Ini ndainge ndotoona rufu mumaziso mangu asi i believe kuti maPrayer evenhu ndiwo akaita kuti ndirege kusangana nerufu rwandiona mumaziso angu chaimo. mufundisi wangu akauya , ndakasvinura ndikaona akandibata achindinamatira ipapo ndakaita sendonzwa zviri nani. Ndakaita more 2 weeks ndirimo ndokubva ndazonzi ndiite bed rest ndiri kumba for some months. now i want to thank God ndakadzoswa hutano. Mwana wangu ane hutano hwakanakisa neni wacho zvakare ndakadzorwa hutano. Kwainge kusiri kugona kwangu asi zvakaitwa neminamato. chandakadzidza ndeche kuti whatever the situation is iwewe vimba naMwai chete. Zvinhu zvinogona kurega kuitika pawakazvitarisi ra asi ukaramba wakavimba naMwari chete zvinoita. Pandainzwa kurwadzirwa ndichida kupona handina kupora ipapo asi chikuru ndeche kuti izvezvi ndava mutano ndisina kana panorwadza. Dakutenda Mwari nezita raJesu amen.
Posted on: Tue, 09 Sep 2014 16:23:34 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015