Ndeipi inonyanya kurovesa nehana apa? 1) Waita zvivindi warara - TopicsExpress



          

Ndeipi inonyanya kurovesa nehana apa? 1) Waita zvivindi warara nehure rinembiri rinotojusa then paunopedza woburitsa woona condom rasara colar chete.. Apa wakabva kunew start previous week ukanzi negative. 2) Waenda kunew start centre then uri muq yekutestwa woona ex wako wawarara naye without protectoion achibuda achichema, mhere chaiyo 3) Chimoko chinokufonera chokuudza kuti chaskipa maperiodz. Wakatotyora hako a few hrs leta wonzwa nok padoor, wodongorera nepawindow woona chimoko chako namdhara vacho namomz ndivo varikunoka. Apa unogara nablaz yekwabamkuru nagulez (vatoripo) and unorara pasi petable mukitchen. 4) Chibby chakupinza muden chichiti hapana vanhu. Wakatotyora zvako urikumwa drink chimoko chirikugeza waonzwa munhu arikukiinura door remumba mauri. Wodokongorera woona ahhh chiblaz chebeby, chimonya chiya chawakambotiza chichida kukumamisa musi wenew year. 5) Kuwana VZ vanemkadzi wako mumba mako
Posted on: Sat, 07 Sep 2013 12:47:15 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015