Ndichitanga kukuona wakaba moyo wangu ndobva wautora uchibva - TopicsExpress



          

Ndichitanga kukuona wakaba moyo wangu ndobva wautora uchibva waenda nawo kure ini ndorangarira musi uye uye ndichikuudza kuti ndinokuda iwe wakanditi chimbomira ndichakuudza handisati ndafunga,ndichitanga kutaura newe waijamba jamba asi ikozvino ndiwe wave kutamba handidi vane dzungu vanobhenda kunge muramba ndinoda vari steady vachi mover slow kunge kamba inini ndiri gweta ini ndiri gamba ndosaka ndiri pano ndinonzi Solax Chimutashu
Posted on: Fri, 27 Sep 2013 07:40:00 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015