Ndine Nyaya yeNhunzi neNyuchi nhasi mudikanwi ,ndinoda - TopicsExpress



          

Ndine Nyaya yeNhunzi neNyuchi nhasi mudikanwi ,ndinoda unyatsocherechedza zvipuka izvi masikirwo nemararamiro azvo mudikanwi ,pano pane twupuka of the same size pakusikwa but with different roles in life ,pano pane twupuka twunobhururuka zvakafanana but twakananga kwakasiyana siyana with different missions ,asi ndinoda unzwisise kuti chimwe nechimwe chine basa racho ,Nhunzi Nhunzi Nhunzi haina chakanaka chainogadzira ,nhunzi inotambira kunezvakaora or kune zvave kunhuhwa, nhunzi haidi panezvakachena becoz mudzimu wayo uri mutsvina ,Life yenhunzi iri patsvina or pane zvaora ,nhunzi nyangwe dzikawanda sei hadziburitsi chakanaka uye nhunzi nyangwe dzikawanda sei hadzirumi munhu kkkkkkk ,but kana ndotaura nenyaya,yenyuchi vazhinji vanonyemwerera becoz of zvinogadzirwa muIndustry yeNyuchi ,Nyuchi imwe chete yakakosha kukunda nhunzi Million and again Nyuchi imwe chete inoruma kupfura nhunzi Million ,nyuchi imwe chete inehasha dzekuparadza vanhu 5 within a short period of time ,ko wakambozvibvunzawo here mudikanwi kuti sei nhunzi isina hasha sedzenyuchi ,kkkkkkk pane nyaya pano iwe mhani Nyuchi is an Industrious and hardworking creature or insect unlike nhunzi ,nyuchi inotambira kumaruva nguva zhinji inobatanidza twunhu twakawanda twakachena kusvika yaburitsa huchi and zvinoitorera nguva refu kugadzira huchi ,izvi ndizvo manje zvinoipa hasha nepower rekuparadza enemy inoda kuba huchi ,Nhunzi nyangwe dzikawanda sei hadzigadziri huchi ,but nyuchi imwe chete inesimba rekugadzira huchi nekuti inyuchi ,Nhunzi inoparadza upenyu hwevanhu nekuparadzira utachiona hunobva mutsvina ,food yamharwa nenhunzi yave kutoraswa nekuda kwemabasa enhunzi ,nhasi uno mudikanwi ndinoda kuti usararame senhunzi but senyuchi ,Munhu anorarama senhunzi anonyeya vamwe ,nhunzi inotosvora nekusvora vamwe, nhunzi haivaki but inoputsa ,nhunzi inoroya saka rega kuita senhunzi, nhunzi ine usimbe ,nhunzi inoda zvisi zvayo ,nhunzi inounza makuhwa mumusha kana paChurch,nhunzi haina chakanaka chinobuda mumuromo mayo ,nhunzi haifungi zvakanaka ,hairongi zvakanaka kana kumhara pane chakanaka but Nhunzi inotombosvika paChurch ,mumusha,mubasa ,muzvikoro hama ngwarira shamwari dzinenge nhunzi muupenyu hwako ,shamwari dzinongoodza mazano ako,shamwari dzinongoporonga life ,shamwari dzinosvibisa zita rako,marriage yako,basa rako ,family yako .ndati ramba nhunzi muupenyu hwako nekuti inokuparadza ,kana wave kunamata hama yangu sunga dzisimbe senyuchi ,be hardworking ,brave and a good fighter senyuchi nekuti kuna satan anoda kuba zvakashandwa nevamwe. Mira senyuchi udzivirire mhuri yako kumasatanists neminamato ,mira senyuchi neminamato kurwira basa rako risabvutwe newakaipa ,irwa senyuchi kuti pfuma yawakashandira makore ingobiwa one day newakaipa ,be powerful like nyuchi uchemedze vavengi vako neminamato ,Ndinoda unzwisise kuti nyuchi hairumane nedzimwe nyuchi saka rega kupokana kana kunetsana nevamwe vatendi or hama neshamwari but ivai nechirwirangwe senyuchi and defeat the enemy satan ,uchi hunonaka hwakagadzirwa nenyuchi dzakawanda saka Church inokurawo nemazano evanhu vakawanda,musha unosimukawo nemazano ababa naamai nevana , Company inokurawo nemazano evashandi vakawanda .team work yenyuchi inounza chakanaka but team work yenhunzi inowodza / kuworesa zvinhu ,saka ndati buda muchikwata chenhunzi kubva nhasi upinde muTeam yenyuchi inoisa musoro pamwe mukuita zvakanaka and fight the enemy / the devil neminamato nguva dzese ,irwa senyuchi pashaye chako chinobvutwa naSatan ,Mwari vakuitire zvakanaka nekusingaperi.Admin Maggie
Posted on: Thu, 30 Oct 2014 10:30:33 +0000

Trending Topics



class="sttext" style="margin-left:0px; min-height:30px;"> “Não vou dizer que sinto a sua falta, porque sentir falta todo

Recently Viewed Topics




© 2015