Ndiri kubata basa mazuva ano kuchengeta vabereki vangu mufunge, - TopicsExpress



          

Ndiri kubata basa mazuva ano kuchengeta vabereki vangu mufunge, nezuro chaiye ndakatumira grocery kumusha nebhazi rekwaMhunga - unonzwa mumwe achidaro... mundangariro dzake ari kufunga kuti ari kugona too much... zvino rega ndikuvhure maziso nhasi... shoko rinoti Honour your father and your mother, so that you may live long in the land the LORD your God is giving you. -Genesis 20:12... yes that is true asi ukatarisisa shoko irori iwe ndiwe uri kuto benefiter kwete vabereki vawatumira shuga avo... how nhai Mufundisi? Wabvunza zvakanaka... Vabereki uri kuvachengeta nekuvaitira zvese... ivo chavo kunanzva shuga zvopfuura asi iwe manje calendar yako yemazuva ako pasi pezuva iri kuwedzerwa nokuda kwavo... uuuummmmhhh ndapafarira apa... mubereki atori a blessing to the number of years you will spend on earth ukavabata mushe... manje vamwe vedu pano vanoti amen amen everyday asi namai/baba vako makarimirana kumuganhu... manje nhasi kana wanzwa shoko iri enda unoti mhamha kana daddy IM SORRY... bata vakakubereka mushe... hee handiende kumusha, hee what what uchiita chisalad - iwe tikwirire bhazi unotionera vabereki mazuva ako panyika awedzerwe... its as simple as that... you want long life on earth, bata vabereki vako mushe...
Posted on: Sun, 19 Oct 2014 07:48:14 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015