Ndiri mudzimai akaroorwa ndine mwana 1 ane 11 months uye - TopicsExpress



          

Ndiri mudzimai akaroorwa ndine mwana 1 ane 11 months uye ndinoshanda,ndi ne musikana anosara nemwana wangu uye anondichengeter a mwana wangu zvinondifadza zvekuti ndinomupawo mari yakanaka nekumutengera grosary achienda kumba kwavo , my problm with her ndiri friend yake pafb but she is not aware coz of zita randiri kushandisa anoziva zita remwana chete, the gal is shooting pictures akapfeka hembe dzangu achiisa pafb anotoenda mutown or kupark akapfeka otorwa mapics then odzoka obvisa, ndave ne3 months ndichizviona zvichiitika, but ndinouya ndotarisa hembe iya ndoona iripo, what worries me kut ari kupfeka hembe achidzorera pasina kuwacha ini ndozongotorawo hembe dziya ndichipfeka nekunyara kutaura,plus murume wangu ari kuti as long asingatori musiye uye ko dzimwe shamwari dzangu vachindiona ndichipfekedzan a naye vanotii, musikana uyu ari kundidzikisira chero kufamba mulocation ndakunyara ndikangofunga kuti pamwe hembe yandapfeka akamboipfekawo but how can i handle the situation kuti tigarisane mushe sezvo achigona kuchengeta mwana, pliz help m guys,thnx kune vachabatsira
Posted on: Thu, 10 Jul 2014 11:08:52 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015