Ngati batsirewo hama neshamwari. Apa handikutaura zvinhu - TopicsExpress



          

Ngati batsirewo hama neshamwari. Apa handikutaura zvinhu zvindisina kuona kunyara zvangu kutaura mazita( heyo nyaya, musha uyo! Una baba not chikomba mai not venhaka mwana komana not mubva ndirimo muroora, wese vanoenda kukereke imwe chete, vanhu awa vari kupunhana uroyi asi hapana wendinoona akapera kuti anorwara vese vakasimba pautano zvipofiti zvino vaudza ndezvemukereke yawo parino vakatoisana kwaishe nenyaya iyi. Batsiraiwo vamwe venyu musha wawo usati waparara. Vaporofiti musaputsa misha yevamwe yenyu yakagarika. Vafundisi vaparidzi paridzai chokwadi. Apa ndiani anofana kutanga kuzvidzora kuti musha ugarike nekuti panyaya pane anofana kuzvidzora kuti nyaya ipere. Batsirai vehama musatuka vanhu awa nekuti munenge moita sevafundisi nevaporofita owo vano vanyepera.
Posted on: Sun, 10 Nov 2013 01:19:27 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015