Ngatimbofambai naSamson kunaJudges, murume wekudambura ma chain, - TopicsExpress



          

Ngatimbofambai naSamson kunaJudges, murume wekudambura ma chain, kusunga makava 300 into pairs achitungidza moto each pair yomboshinyira iri ipapo kusvika apa command kuti right mese advance kuminda yevaFiristia, Samson wekuuraya battalion yemasoja neshaya yedhongi....but Samson wekuzongotorerwa simba rese iri nekungopuruzirwa naDelilah! Unoziva here kuti satani haambokurwisa paune simba, anokurega zvako uchishumaira zvinoburitsa madhimoni, uchirova praise and worship inoita vanhu vamerere, uchirova chivhangeri chinoendesa mbiri....but okudonhedza nekanhu kadikidiki kaanoziva kuti this is your weakest area.NHASI NAMATA KUTI JEHOVHA VAVE YOUR STRENGTH IN YOUR WEAK AREA, MWEYA MUTSVENE VAVE COVER YAKO PAWAKADERERA UYE JESU KRISTU VAVE SIMBA RAKO PAUSINA SIMBA
Posted on: Thu, 18 Jul 2013 06:14:05 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015