Nhai ndoitawo sei nemukadzi wangu,nezuro takangonetsana zve2mnts - TopicsExpress



          

Nhai ndoitawo sei nemukadzi wangu,nezuro takangonetsana zve2mnts but iye akabva atotsamwa kusvika pakurongedza bag bvaabuda mumba handina kana kumboita hanya nazvo.So apa ndakatoisa hangu manhede mudenga ndirikunzwa knock padoor bvandadongorera nepawindow wanikwe ndiye adzoka nemutundu wake.Nhai ndodii nekuti akatomira panze soo ndovhura door here kana kuti ndodii??nxaa vakadzi vakamama pfungwa chokwadi havafunge.
Posted on: Wed, 06 Aug 2014 14:16:52 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015