Note JESUS was led by the Spirit into the wilderness to be - TopicsExpress



          

Note JESUS was led by the Spirit into the wilderness to be tempted. Jesus never plans anything aitungamirirwa naMwari mweya mutsvene aiwa. He didnt think plan or meditate anything Mwari aita zvose. Even paakayedzwa mweya mutsvene akapindura nemaari. Ko satani zvaaishandisa magwaro kuedza Jesu tingati satan aiwa naMwari here? Kwete. Satan knows the bible, he use the bible, if I can say he meditate the bible more than us people. asi kutaura kwake bible kunobatsirei? Anorarama here mune zvirikutaurwa nebible kwete. Jesu akanga asiri mugoni vekutaura shoko chete kwete asi akararama hupenyu hwacho. Akabvumidza Mwari kugara maari. Words without God in you zvakafa, satani anotofara kwazvo kuti uribofu uye unotaura zvausingararame. Like I said satan knows every word uye achitaura but that is only theory nokuti ahazi kurarama. Hupenyu hwacho. U might know the word also asi usina Mwari saka wasiyanei naye satani.
Posted on: Tue, 23 Sep 2014 05:45:44 +0000

Trending Topics