Numbers 23:19 - God is not a man, that he should lie; neither the - TopicsExpress



          

Numbers 23:19 - God is not a man, that he should lie; neither the son of man, that he should repent: hath he said, and shall he not do it? or hath he spoken, and shall he not make it good? Mangwani ano ndiri kuda kuti tingodzosera mbiri yose kuna Jesu, we are almost halfway through the year ticharamba takabatirira pashoko ravo Jehovah ravakataura gore richitanga. Hazvinei kuti hazvisati zvaoneka nekubatika but we are in the season, this is : time. Gore rino every word, every declaration and every prophecy shall surely come to pass in our lives, izvozvo ndizvo zvandamirira, nokuti handitaure nezva Jehovah wandakanzwa asi wandinoziva. Ndiri kutsvaga hana ino tenda, ndiri kutsvaga moyo unoshuwira kuona the mighty and prevailing hand of the Lord. Zvakarongeka kare chasara imanifestation chete ndiyo yandiri kuda kuti iwe nhasi itore nguva neMushaurukwa ungovapa mbiri nekuti zvako zvakatoita. I want you to declare that June is your month, take charge of this month iite yako, uri kundinzwisisa here iwewe. Zviya zvekuti gore rinopera pasina chabuda ummmm not anymore gore rino kana newe ngazvikushamise zvichaitwa naMusharukwa mulife yako. This is our month in the mighty name of Jesus Christ and this is a declaration We are Overcomers
Posted on: Thu, 05 Jun 2014 04:40:18 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015