Nyaya yengochani dzechikadzi from Zim dziri ku operator mu UK - TopicsExpress



          

Nyaya yengochani dzechikadzi from Zim dziri ku operator mu UK yanetsa, Zvisinei munhu nemunhu anorara newaada, so regai ndichitsveta pasi nyaya iyi. However ndisati ndaisiya, ndawana humwe humbowo nemapicture zvekare ehungochani uhu. Now here is stark warning kuvarume vane vakadzi nemhuri mu UK. Ana baba ndine humbowo kuti mamwe madzimai amakaroora ari kuita hungochani. Hameno kuti hamusi kugona basa here mudzimba, or madzimai enyu apindwa nechirungu or mweya yaSatan. Handidi kupunza dzimba but to be frank with you fron what i uncovered. Ndapota married men vari UK do diligence checks on your wives. Chingochani ichi involves some married women. Vanhu vaye vazofumurana manje. Big time. Mazita sama zuva ose ndinoisa muna mukuvisi. Ndine mifananidzo yema married women akabatwa maZamu nemamwe madzimai" hanzi i couldnt resist" mazamu ako ari so firm etc. Vana baba ku UK uko muchati makabvisa pfuma yet ana mai varikutopa bonde mamwe madzimai. Humbowo ndinahwo asi ndikaisa mapic paFB ano reportwer ndobanwer. I have been there before. I now close this ngochani discussion. Dziriko and dzimwe dziri kutoshanda madzimai enyu. Akuudza anokuda. Ndatenda
Posted on: Sat, 29 Jun 2013 08:03:55 +0000

Trending Topics



itudes survey has shown that
If we did all the things we were capable of, we would literally
What is the perfect ending to a day of cleaning? Having your 5
Doru Grigore Ziarul Viitor Pentru partidele de la guvernare,

Recently Viewed Topics




© 2015