PaTestimony yaunopa don’t tell people about your effort but tell - TopicsExpress



          

PaTestimony yaunopa don’t tell people about your effort but tell them about GOD. yes you might have effort yawakaisa wega semunhu but ziva kuti kudenga kunaMwari akakupa simba rekuita zvinhu izvozo, He is the One akupa pfungwa yezvawaita and above all He has allowed you kuti uve neTestimony iyoyo. Pane pamwe pekuti munhu anopona paAccident but the way yaanotaura testimony yake zvinoita kunge good driving ndiyo yakamuponesa or kusimba kwemota yake ndiko kwakaita kuti asafe zvekuti avo vanenge vachiterera havaone Mwari but vanoona kunaka kwemaAir bags emotor, vanoona good driving yemunhu iyeye but very little about GOD. but remember there are better drivers out there who had better cars than yours but they died mutsaona. Iwewe waitirwa nyasha naMwari so chirega kupembedza mota yako but taura nyasha dzaMwari paTestimony yako. Ichokwadi kuti kupasa kwawakaita kuUniversity you studied very hard, but ziva kuti akakutendera kuti usarare uchiverenga ndiMwari, He gave you the brains to pass. Saka paTestimony yako rega kuita 25 minutes dzekutaura how you studied but woita 2 mins dzekutaura kutungamira kwaMwari nekuti they are people who studied harder than you out there but vakafoira. Iwe wakaitirwa nyasha naMwari so rega kupembedza simba rako but taura nezveHukuru hwaMwari. paInterview yebasa shuwa wakanyatsogona kupindura mibvunzo yese usingakakame. You did your best but kana wavakutaura testimony yako rega kubva wazvipembedza as if it was by your own power that you passed that interview. You will be shocked kuziva kuti kune vamwe who actually performed better than you muInterview imomo but havana kuriwana basa. Iwewe wakaitirwa nyasha naMwari, so rega kupembedza simba rako but taura hukuru hwaMwari. paTestimony yese yaunopa yes you might have your own effort yawakaisa but remember kuti kudenga kuna Mwari who gave you that power. On your own you couldnt have done it but ziva kuti kuna Mwari vakakutungamira. Let GOD be exalted in every testimony more than anything
Posted on: Mon, 08 Sep 2014 07:00:00 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015