Paiva paine - TopicsExpress



          

Paiva paine muIndia,,muJapanese,,muSouthAf rican,,muAmerican,,muZimbabwean. Vose vakakwira ndege, saka vakati vafamba vakatanga kuda kuonekwa nekuti mundege maiva nezvimoko zvakanaka. Saka akatanga muJapanese akatora foni ndokukanda nepahwindo achiti kwedu zvakazara izvi. Kuchitevera muAmerican akatora USD$100 ndokukanda nepahwindo achiti kweduzvakazara izvi. Kuchiteverwawo nemuIndia akatora laptop ndokukanda nepahwindo achiti kwedu zvakazara. MuSouthAfrica akasara akashaya chokukanda akabva aringaringa ndokubata muZimbabwean ndokukanda nepahwindo achiti kwedu zvakazara izvi. Kkkkk share to others
Posted on: Wed, 19 Nov 2014 15:00:35 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015