Pamusoroi vedare: plz hide I.D. Ini ndiri mukomana ane makore 31. - TopicsExpress



          

Pamusoroi vedare: plz hide I.D. Ini ndiri mukomana ane makore 31. Parizvino ndiri kugara muPretoria. Dambudziko: Ndine musikana wandodanana naye. Takadanana mwedzi mishanu yapfuura uye iye anoti tichikudanana. Musikana uyu ndinomuitira zvese zvandinokwanisa. Kubva kurent, food nehembe. Asi pamwedzi yatadanana iyi handisati ndambobata kana zamu chairo. Ane mwana wake 1. Anoti aimbenge akaroorwa. Kumukumbira ndotya kuti anozoti ndoda zvunhu. Ende iyewo haaratidze shungu yekuda kumbondirovesawo poto. Ndikat ndikuuya kumba kwake ndinowana akazadza shamwari dzake and hadzibude kusvika ndaenda. Mubvunzo wangu uri pakuti inoitawo here iyi? Saka anoti handinzwewo nyere here? Kumba kwangu haadi kuuya. Anongoti ndichauya. Ndoitawo sei? Plz help. Ndoponera kuBugdet here?
Posted on: Fri, 19 Jul 2013 19:44:43 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015