Pane vanoda kungwarira kumira mira newe kana zvako zvaita but - TopicsExpress



          

Pane vanoda kungwarira kumira mira newe kana zvako zvaita but havadi kupinda newe muhondo dzaunorwa on your way to the top... chavanoda kuita associate themselves with your success... manje ndoyakarambwa naDavid iyoyo apihwa nhumbi dzokunorwa nadzo naSaul paaida kunorakasha Goliath... David anoti bodo nhumbi dzenyu sarai nadzo Mambo nokuti iye Mwari akandirwira pamuromo weshumba zuva riya will do it again (1 Samuel 17:38)... Saul aitya Goliath but aida kupa David nhumbi dzokunorwa nadzo kuti kana azokunda manje, vanhu vave kupembera nekurumbidza zita raDavid iye Saul manje wozotiwo aaaahhh dai pasina nhumbi dzandakamupa idzi dai akakurirwa... manje David akazviramba akati bodo ini hunhu hwenyu Mambo hwekuda kuzo-associater yourself nesuccess yangu asi pahondo musipo handidi kuhunzwa... RAMBA SHAMWARI DZINODA KUZOKUZIVA WAKUNDA... IDA VANOKUDAWO ZVAKAOMA - UCHIRI ROVHA, KWETE WAVE BUSINESS PERSON... usina kana dhora muhomwe ndipo paunoziva shamwari yako chaiyo... anomira newe pakuomerwa ndiye shamwari chaiyo yerwendo rwehupenyu... usamurase...
Posted on: Fri, 23 Jan 2015 20:51:57 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015