Please hide ID. Ndiri mukadzi ane makore 34 ekuberekwa - TopicsExpress



          

Please hide ID. Ndiri mukadzi ane makore 34 ekuberekwa ndakarorwa murume wangu anoshandira ku south africa anopota achiuya iniwo ndichiendako,nd akabatikidzwa nababa vepanext door ndichisvirwa nechikomba mushure mekunge vauya vachida kukumbira sando apo ndinge ndakanganwa kukiya gonhi ,mukadzi wababa ava anoita masvondo maviri pamwedzi wega wega asipo achinotengesa kumapurazi pandakaenda kumba kwababa vepanext door ava ndichinovatsind idza kuti vasataure vakabva vakandisvira,takasvirana tisina kuzvidzivirira kwesvondo rimwechete mukadzi wavo asipo,nekutya kubatira nhumbu yababa ava ndakabva ndatevera murume wangu kusouth africa mushure mekunge ndaita svondo ndasvirwa nyoro nababa vepanext door,ndakazoped zera mwedzi wese ndava kusouth africa ndichisvirwa nemurume wangu,mazuva angu ekuenda kuma periods akadarika handina kuenda ndokubva ndaita nhumbu murume wangu akazvitambira akafara,mushure memwedzi mishanu akazoti ndidzokere kuzimbabwe ndakadzokera iye kasara achishanda,ndad zokera kudayi baba vepanext vakatanga kuuya zvakare vachindisvira kuti ndirambe zvaive zvakandiomera hama dzangu nekuti ndaitya kuti vanozotaura imba yangu ikapararara saka yanga yangova garoziva kuti masvondo maviri panoenda mukadzi wababa ava kunotengesa kumapurazi taitosvirana chete,ndakazosvika pakuita chivindi ndokuramba kusvirwa zvakare nababa ava ndichibva ndasiyana nezvema zvese ndokutendeuka bvandatanga kunamata ndichibva ndanatsomira nemurume wangu ari kusouth africa muridzi wenhumbu am a changed person now BUT DAMBUDZIKO RANGU NDEREKUTI ndakazosununguka mwana murume wangu akafara chaizvo BUT nekukura kwaayita mwana uyu akafanana nababa vepa next door zvakanyanyisa zvekuti vanhu vese vanomuwona vanobvunza ndavekunyara handichaziva kuti ndodini apa am now a fully devoted christian ndoita seyi vehama,baba vepanext ndingavatange here uye ndovatanga ndakamira papi ko murume wangu hamadzadiwa,dai ndaiva lodger ndaitama but kuti titame hazviyite imba ndeyemurume wangu yaakasirwa nevabereki uye baba vepa next ava ndi land lord pamba pavo ipapo ndoita seyi chihure ndakasiya kare ndavakunamata murume wangu hapana kana chaanoziva nezvenyaya iyi,ndibatsirei wo ndapererwa
Posted on: Sun, 28 Sep 2014 12:36:02 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015