Please hide id am using my friends . Munofara here tete - TopicsExpress



          

Please hide id am using my friends . Munofara here tete nevese vachaverengawo nyaya yangu. I am a 25 yr old female my man is 31yrs i finished my degree last year and i got a good paying job quickly before i graduated. I have been staying alone since last july ndakatengawo tunhu twangu tusingashamisire all from TV sales akaramba ndiende ku sa kunotenga ikoko where its more affordable zvimwe zvacho ndaitora nechikwereti but i managed to clear the credit nemari yandaienda kubasa- over hrs during the festive holidays.... i work in the medical field. I bought my queen bed.... 4 plate stove touch and microwave.... masofa .... set table and chair of 8..... frigde ice maker.... curved LED flatscreen netumwewo tudiki like ma toaster rice cooker etc and ndaitotengawo quality ndichiti ndiri kufanotenga property yedu yemumba zvizoreruka. We intend to get married next december munhu akuti kana taroorana unotosiya zvinhu zvese kumba kwenyu apa munhu ane 1 plate stove... bed yasakara... tv ane tudikidiki tuye kanotoda kuvhara ziso one kuti uone. Izvezvi akatsamwa kuti am going for some driving lessons my father wants to help me purchase my car this december i thot he will be happy for me with the developments. mubvunzo wangu zvine basa here if i will move in with my property paticharoorana pacho. Apa anombotaura akarerekera kune idea yekuda kunditizisa ndikangoita nhumbu i made it clear kuti i will not stay with him only untill he marries even ndikaita nhumbu i will patiently be waiting for him ndombochengeta mwana when he will be ready to pay the roora tozogara tese muhu akabva atotsamwa kuti.why ndisingade kutizira under such circumstances i am just saying ngaaroore before we can start having kids am i wrong vanhuwee. Iye anewo basa rake ritori bhoo tho he rarely spent his monies on me even when i was a full time student kan kungotengawo etym zvako anongoti m the breadwinner in my family so i dont have the money.
Posted on: Wed, 14 Jan 2015 06:53:56 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015