Pliz pliz vigayi identity yangu ndapota zvangu this is private and - TopicsExpress



          

Pliz pliz vigayi identity yangu ndapota zvangu this is private and confidential, Vedare ndokumbirawo musandituke please hakuzi kuda kwangu ndaingodawo kusvirwa sezvamunoitwawo vakadzi biyangu,ini ndiri mukadzi akarorwa, murume wangu akaenda ku afghanistan kwaanoshanda basa re de-mining ikozvino ava ne six months asipo,tine stand yedu hatisati tapedza kuivaka but parizvino tichiri ku lodger,pamba patinogara tiri ma lodger maviri chete,ini ndanga ndajairawo kugara ndichisvirwa nemurume wangu but nekuda kwekugara asipo nebasa zvakazondikurira ndakatanga kusvirwa nababa vandino lodger pamwechete navo mukadzi wavo asingazvizive,ini nemukadzi wababa ava tinowirirana zvekuti ma secrets ese emumba mavo vanondiudza,kana ma secrets ebonde tinokurukura namai ava,murume wavo arikundisvira wacho anoenda chechi ye johane masowe,ikozvino tazosvika pa stage yekuti ndavakumbo pota ndichiyita pungwe ndichisvirwa nababa ava,baba ava vanongotora gemenzi ravo vobva vaudza mukadzi wavo kuti ndichamboenda kunorara kumasowe vobva vauya mumba mangu ndorarawo ndichisvirwa husiku hwese,tava ne two months tichisvirana nababa ava,takambotanga tichishandisa makondomu but ikozvino vave kundisvira nyoro ndichishandisawo mapiritsi ekudzivirira nhumbu,pandinombokurukura nemukadzi wemurume uyu anoti arikubuda mapundu pabeche rake omboita twumwe twu rush twudiki diki twunobuda urwa achinetswa nemusana,recently ini ndatotangawo kubuda mapundu pabeche rangu netwumapundu twakafanana netwe mukadzi wemurume uyu uye beche rangu ririkuita kunonzi kunhuwa ndichinzwa kurwadziwa chibereko,chingava chiyi nhai vedare kana paine vakambozviitawo uye ndinganwa mushonga upi kana kuti mapiritsi anonzi chiyi,ndibatsireiwo murume wangu asati adzoka kubva kubasa ndingazorambva imba yangu ikaparara ,ndirikutya kuno testwa ndosaka ndakumbira rubatsiro pano,zvandiri kunzwa izvi ndizvo zvinonzwawo mukadzi wababa ava, ikozvono nda loser weight ndatofanana nemukadzi wababa ava zvekuti zvekusvirana nababa ava ndakatombomira handichada futi ndangomirira murume wangu akandirora,ndakatovati kana mukazouya kunondisvira futi ndirikuzo shevedzera kuti manga muchida kundibata chibharo saka ikozvino havachauya kuzondisvira zvakapera.zvekuti nanhasi mukadzi wababa ava haazvizive kuti ini nemurume wavo tanga tichimbosvirana,ndibatsireiwo ndikasire ndazvirapa murume wangu asvikewo ndava mutano mari zvese anonditumira hapana chandinoshaiwa,kune vachandibatsirawo thank you in advance.
Posted on: Sun, 23 Jun 2013 06:09:24 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015