Rega ndikutaurire chimwe chinhu, vaporofita venhema vanogona - TopicsExpress



          

Rega ndikutaurire chimwe chinhu, vaporofita venhema vanogona kuwanda kupfura vechokwadi but that doesn’t mean kuti they are correct, Wrong does not cease to be wrong because the majority share in it. kuChikoro mukanzi 1 plus 1, iwewe wonyora 2 and vamwe maStudents vese vonyora 3, do you think kuti teacher angamake 3 just because ndiyo yanyorwa nevakanda. NO. a wrong answer will wrong answer even though its popular. Information yenhema inogona kuwanda kupfura information yechokwadi, but it will remain false chete.Jehoshaphath haana kubatwa kumeso nekuwanda kweNumber yevaporofita vaBaal but he wanted kunzwa muporofita waMwari. Don’t be convinced nekuwanda kweNumber yedzidziso yemanyepo. Even if vhangeri remanyepo rikawanda sei, don’t believe in it just because its popular. Kwete, zvirinani kumira uri 1 pachokwadi chaMwari than kumira makawanda pamanyepo asatan.
Posted on: Wed, 30 Jul 2014 12:14:39 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015