Reverend John Alpha. God really used him to deliver a very - TopicsExpress



          

Reverend John Alpha. God really used him to deliver a very powerful message on Saturday @ Transformation Conference. Zvikanzi a learned young man found a person in Harare Gardens by himself, enjoying his bible and repeatedly saying Mwari wakanaka. This young man approached this happy man and tried to discourage him achiti hee unongoti vana weEgypt wakayambuka red sea, arguing kuti it was only 10mm of water that they crossed over on because panotopfuurika saka hapana chinhu. Mukomana zvinonzi akabva achiti ndamunyaradza murume uyu. Ati fambei zvinonzi akacheuka ndokuona murume uya achirumbidza Mwari achiti Mwari wakanaka, zvemachokwadi. Kakomana ndokudzoka, ndokuti ko murikufarirei kudai handiti ndakuudzai knowledge, zvikanzi Mwari wakanaka zvechokwadi, kunyangwe pagungwa paiwe ne 10mm dzawataura, Pharaoah nemabhiza nevatasvi vavo vose vakanyura vana vaIsrael vachiyambuka. Hauchanzwi here muAnglican, enlarge your tent and multiply kunyangwe zvinhu zvakaoma sei, vadzivisi varipo. Pfuurira mberi nekumurumbidza Jehova Mwari. Thank you Father John Alpha! We feel really enlarged.
Posted on: Tue, 14 Oct 2014 14:54:14 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015