Shadreck, Misheck naAbedinigo havana kunamata kuti moto - TopicsExpress



          

Shadreck, Misheck naAbedinigo havana kunamata kuti moto usabatidzwe. Prayer yavo yaisava yekuti dambudziko risauye but yekuti moto ngaubatidzwe,Mwari vagoonekwa mukati mawo.... Ini hangu I am not praying for a problem-free life but ndirikuti matambudziko paangauye Jehova wonekwai..Daniel haana kuita prayer yekuti shumba dzife or kuti asakandwe mugomba but anoti Jehova nemugomba imomo mune shumba simba renyu ngarionekwe.Vanhu vangakukanda mumakomba,vangakurongera zvakaipa asi tina Jehova anozviratidza. Vakakukanda ivavo ndivo vachakuburitsa in Jesus name.Paul naSilus vasungwa vari mujeri havana kuita prayer yekuti majeri aondomoke but vakangorumbidza Mwari pamwechete nekuimba nziyo.Hapana dambudziko rine simba rekukuchemedza, For a bullet to go forward,the trigger has to be pulled backwards.Even in your life,sometimes for you to move 3 steps ahead it may take 1 step backwards.Kunyange dombo rerekeni kuti riende mberi rinotanga radhonzerwa kumashure.I declare as Gods child that kubva nhasi chese chichakudhonzera kumashure chinenge chichitokupa simba rekuenda mberi.Nothing shall pull you down, you shall achieve your goals, you shall make it in life, you shall not beg, you shall not lack anything in Jesus name.Uri mukundi iwe,uri mwana wehumambo, you are more than a champion!. Zvinouya ngazviuye asi Jehova uchakukundisa mazviri zvose in Jesus mighty name..! Ndanamata *kura*
Posted on: Fri, 16 Jan 2015 03:22:13 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015