TORA NGUVA YAKO UVERNGE NYAYA IRIPANO KUSVIKA KUMAKGUMO KWAYO. - TopicsExpress



          

TORA NGUVA YAKO UVERNGE NYAYA IRIPANO KUSVIKA KUMAKGUMO KWAYO. USAMANYE MANYE HAKO. Nhasi uno ndinenyaya yeDonkey. Unonzwa Bhaibheri richiti Jesu achida kupinda mujerusarema anotuma vadzidzi kuti vaende vanotora Donkey rakasungirirwa riri muVillage vauye naro. Kana rauya he will ride it to Jerusarema. Nemhaka yei jesu asina kuti handei tese topfura tichitora since Donkey iri rakanga riri padivi penzira kwavaifanira kuenda nako???? Ndisati ndisati ndakupindura inzwaka shamwari donkey iri rakanga rakasungirirwa Which means (1) kana raida kudya chikafu raidya chive padhuze naro (2) Raingotenderera kumba-famba kusvikira panogumira kureba kwetambo zvichireva kuti rakanga risina Freedom nekuti pane parakasungirirw a.... Ndozvakaita Life yeumwe munhu ikozvino. Unoita kunge wakasungirirwa, urikungotendere ra panzwimbo imwe chete. Panemweya yakasunga kubudirira kwako, Panemadhimoni akasunga zvekuti You are very limited pakuita kwako. Hautenderwi kufarawo uchienda kure nekuti pane tambo yerombo hwedzinza yakakusungirira ...Ndinofara nekuti Jesu panevarumhe vaakatuma kunosunhungura Donkey rakanga rakasungirirwa. ..nhasi uno panetambo dzakasunga upenyu hwako. Mwari vandituma neshoko kuti NeZita raJesu kuti Every rope of limitation yakasunga upenyu hwako ngairegedze kubva ikozvino... Tambo yakasunga maFinances ako, Tambo yakasunga Mariage yako,Tambo yakasunga basa rako nezita raJESU ndirikudimbura ikozvino.... Kana mweya wetsvina ukabvunza ngaizive kuti Jesu ndiye wandituma kuti Donkey ngarisunhungurw e. Back to my qstion...... JESU haana kuti ngatipfurei tichitora Donkey but akatu vanhu neshoko kunodambura tambo vouya neDonkey kuna jesu.... Meaning kuti wakamboedza kuenda mbere wega usina Jesu but along the way zvinhu zvakaramba kufamba but Mwari ndimwari vanerudo vatuma vashumiri kupenyu hwako kuti kana wanza shoko chidzoka kuna Jesu. First then rwendo rwako rwazoenderera mberi jesu akakutasva. Unonzwa Bhaibheri richiti jesu achipinda muJerusarema vanhu vakawaridzira donkey naJesu mazambiya avo. Riri rega donkey hapana ariona sechinhu, hapana arikoshesa, hapana aricheuka but nekuda kwekuti rataswa naJesu vanhu vanoripuridzira , vanhu vanoriwaridzira mazambiya I declare in Jesus Name kuti wava najesu zvako ngazvichifambaw o. Panga pakasungwa newakaipa pasunungurwe kubva ikozvino vaikushora ngavakupuridzir e kubva ikozvino kusvika rini neZita RaJesu nekusingape Amen.
Posted on: Mon, 22 Dec 2014 16:51:22 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015