Tateguru pamusoroi/ Madharaa madhara ka mhoroi/ Vapfana vemazuva - TopicsExpress



          

Tateguru pamusoroi/ Madharaa madhara ka mhoroi/ Vapfana vemazuva ano vakuita chioyi oyi/ Hanzi zvenhembe nana tsika ndezvema Khoi khoi/ Kana kuti chibharanzi/ Vachitetena chibhanzi/ Vamwe vachinzi madam selector kumadhanzi/ Mukapinda mumajeri Tateguru munoseka/ Vanhu vachitongwa imi handisi kufeka/ Mdhara achinzi akarepa mwana waakabereka/ Inga wani makoso akudhara aifamba asina kupfeka achitopfuura nepane boys but hapana yaimbotambika/ Vapfana vemazuva ano havasi kudzoreka/ Havarespecte ana moms vanotovapa ma nickname/ Anodeedza baba vake achiti ndeipiko blah same/ Achiti ndezvakudhara kwakusina ma video game/ Inotambika kwakusina ma video game/ #Tateguru #BLUEMOVIETHESOUNDTRACK 2005-2015 still sounding fresh we just give you the pieces our music is a puzzle ndosaka vamwe vasingainzwisise work out the puzzle if its gonna tek you 10years to understand it the better. Ndo music inogara iyi
Posted on: Thu, 15 Jan 2015 11:54:55 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015