Teacher vanyuwani pachikoro vakapinda muClass vaka drawer heart - TopicsExpress



          

Teacher vanyuwani pachikoro vakapinda muClass vaka drawer heart pa board but haina kubuda mushe kunyatso shaper se heart , ndobva vabvunza vana kuti ichi chii chanda drawer, vana vese vaingoti magaro. Madam ava ndokubuda ndokuenda kwa head kundo repoter , kuti vana varikundi dherera. Vakaenda vese na head , head ndokubvunza vana kuti sei muchidherera madam, vana vakati hatina kumbovadherera isu, zvikanzi na head saka adrawer magaro aya ndiyani ....?
Posted on: Sat, 20 Sep 2014 16:38:41 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015