The Bible is above every church doctrine, dzidziso yeChurch iri - TopicsExpress



          

The Bible is above every church doctrine, dzidziso yeChurch iri pasi peBible, nekudaro ukaona doctrine ichipesana neBible what you have to do is to follow what the Bible teaches and ignore zvakanyorwa muDoctrine. Nekuti rangarira kuti munhu akanyora doctrine anogona kuita mistake, anogona kunyora doctrine out ingnorance, negligence or out of motive yekurasisa vanhu. But Bible is Inspired by GOD sezvataura 2 Timothy 3:16 and Mwari havakurasise. Jesu anoudza vadzidzi vake kuti beware of the leaven (mbiriso/yeast) of the Pharisees and Sadduces (Matthew 16:6-12),,,,MaDisciples vakatangfa kufunga nyaya yeChingwa chavasiya but Jesu aisareva zvechingwa but he was speaking about the doctrine of the pharisess yehunyengeri. Rega kupotsana neshoko iri uchifunga zvechingwa but chenjera doctrine yevanyengeri, chenjera doctrine yevanhu vanoda kurasisa vanhu. Some doctrines ane aim yekuti church yavo izare, because more congregants means more money (tithes and offerings) chaari kuda ndechekuti church yake izare, kwete kuti denga rizare aiwa, anoda kuwedzera mari yake, izvo zvekuti vanhu vapinde denga hanei nazvo. So he will write a doctrine inoAttracter vanhu, a “feel good doctrine” inonyatsodeidza vanhu. Pana John 7:16 Jesus anoti My doctrine is not mine, but his that sent me….doctrine yaJesu yainge isiri yake but yainge iri yaBaba vakamutuma. Ko ave vanonyora doctrine nhasi, yakabva kuna ani, kana yakabva kuna Mwari then why is it inopikisana neBible racho rakafemerwa naMwari. usadyire posion kunyara uchiti ahh, ndinonyara kubvunza kuti izvi tinozviitirei muChurch. Ask for clarification kubva muBible uchipihwa maVerse than to follow blindly. Mumwe haatozive kuti kuChurch yaanopinda zvavanotenda ndezvipi, bvunzawo leadership yeChurch kuti api zvinofamba sei. When there is a clash between the doctrine and the Bible, I urge you to follow what the Bible teaches, when Peter nevamwe maApostles were faced with a decision whether yekuterera vanhu or kuterera Mwari. Peter akati We ought to obey God rather than men. “Tinofanira kuteerera Mwari kukunda vanhu! (Acts 5:29). Terera Mwari more than munhu nekuti munhu haana denga raanogona kukupinza but only Jesus can save you. pane mamwe maCases aunofanira kuchenjerera zvekare, cases dzekuti panogona kuita a wrong doctrine but ichitorwa kubva muBible. kune vanyengeri vekuti he twists the meaning of scriptures to come up with a false teaching, rangarira zvakaita satan pana Luke 4:10-11 paaiyedza Jesu, the devil quoted Psalms 91:11-12 achiishandisa semuyedzo....Jesu achiudzwa verse iyi, haana kuti amen, but akatozviva kuti uyu muyedzo uyu. rega ndifumure imwe trick yasatan ipo ipapo. if you compare zvakataurwa nasatan pana Luke 4 and the original scripture irikuna Psalms 91 you will realise kuti satan haana kuQuoter yese but akagumira munzira, just check it uone, akasiya mashoko ekuti IN ALL THY WAYS. (Luke 4:10-11 & Psalms 91:11-12). and ndizvo zvinoitwa false doctrine, inogona hayo kutorwa from the Bible but havatore zvese, they skip mamwe maVerse and try to form a doctrine on that isolated verse yavanhonga. and ipapo kuti uzvibate zvavakudawo kuti uve munhu anoita Bible study Mweya Mutsvene achikutungamira, ukasadaro the devil will take advantage of your ignorance. Kuna Revelations 18:4-5 John anonyora achiti akanzwa rimwe inzwi kudenga richiti: Come out of her, My people, so that you will not share in her sins or receive any of her plagues. Mwari varikuti vanhu vabude muBabylon kuti varege kugovana naro muzvivi zvaro, kuti varege kugamuchira matambudziko aro api zvawo;nokuti zvivi zvaro zvaita murwi unosvika kudenga, uye Mwari arangarira mhosva dzaro. ukaona nzvimbo yava kuda kuparadzwa the best decision you can make is to leave that place kuitira kuti yoparadzwa haubatanidzirwe, this is harsh statement to make to rega ndiitaure, pane pekuti unoona wega kuti kamunamatiro kari kuitwa pano kanopesana nezvinodzidziswa neBible, just leave that church utsvage kumwe kwaunoona kuti ava dzidziso yavo iri in line nezvinotaura Bible. Don’t be fooled by the devil.
Posted on: Sat, 16 Aug 2014 04:16:41 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015