There is time yaunenge uchifunga kuti rega ndiende kunha nhingi - TopicsExpress



          

There is time yaunenge uchifunga kuti rega ndiende kunha nhingi ndikumbire ruregerero for what I did, ndipo paunonzwa kamwe kapfungwa kachiti “anozojaira, musiye akadaro”. That moment yaunobata fone uchiti rega ndifonere nhingi ndimuti sorry ndakakanganisa, ndipo paunonzwa kamwe kapfungwa kachiti “siyana nazvo, anozojaira” KaVoice karikutaura ikako, kapfungwa iko ikako ndisatan asiri kufara nedecision yaunoda kutora. Mwari anoda kuti kana uchinge watadzirana nemunhu muyanane ukumbire ruregerero so ukangaona pachiita anything chinoda kupikisa decision yawaita chibva waziva kuti ndisatani asiri kufara. Munyadzise satan, go ahead ukumbire ruregerero kune munhu iyeye. Iko kapfungwa kekuti “anozojaira, anozofunga kuti akakosha stereki” ndisatan anoda kukufurira, but iwe ramba kufurirwa nekuti hauzi handkerchief. Be a peace maker, zviri nani kuti uite kunge wakapusa paunokumbira ruregero but izvo zvichifadza Mwari than kuzviita wakangwara nekuramba kukumbira ruregerero but iwe uchitadziranMwari. Matthew 5:9 Blessed are the peacemakers: for they shall be called the children of God.
Posted on: Sun, 21 Jul 2013 10:27:04 +0000

Trending Topics



Recently Viewed Topics




© 2015